“Kutenda muna Mwari” zvinoreva kuteerera nekuisa shoko raanopa muzviito.
Kufanana nemudzimai waRoti akashanduka kuva shongwe yomunyu, uye vaIsraeri vakava varanda kuvavengi vavo, saizvozvowo vaya vasingateereri shoko raMwari vachasangana nenhamo dzakaita seidzi munguva ino.
Vatendi veKereke yaMwari vanotenda kuti dzidziso dzakapiwa naKristu Ahnsahnghong naMwari Mai ndidzo chete gwara rinoenda kuruponeso rwekusingaperi kudenga, uye vanotevera mirayiro yake nemashoko ake ose nomufaro, vachitarisira nechido kuti, “Mashoko api eropafadzo achapiwa naMwari kwatiri nhasi?"
Zvanzi naJehovha Mudzikinuri wako, Mutsvene waIsraeri: “Ndini Jehovha Mwari wako, anokudzidzisa zvinokubatsira, anokutungamirira munzira yaunofanira kufamba nayo. Dai chete wakanga wateerera mirayiro yangu, rugare rwako rungadai rwakaita sorwizi, kururama kwako samafungu egungwa.”
Isaya 48:17–18
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy