Vanhu vose vaiva vatadzi vakakomba vaifanirwa nechirango chaMwari nekuda kwezvivi zvakaitwa kudenga, asi Mwari vakauya panyika ino vari panyama vakatipa kuregererwa kwezvivi kuburikidza nesungano itsva kuitira kuti tigone kutarisira umambo hwekudenga zvakare sevana vaMwari.
Mwari vakauya panyika ino, kwavakatambura nekurwadziwa kwemuchinjikwa, zvakare kuzodzosera sungano itsva yakanga yakarasika munguva yeRima uye kuvhura nzira yeruponeso kuvanhu. Vana vekudenga vakagamuchira rudo rwaMwari, urwo kunyangwe marwadzo erufu aisagona kudziviswa. Saka, Madzikoma nehanzvadzi muZioni, avo vakava mhuri yekudenga, vanofanira kushandisa rudo rwavakagamuchira kubva kuna Mwari nekudanana.
“Ndinokupai murayiro mutsva wokuti: Dananai. Sezvo ndakakudai, saizvozvo munofanira kudanana. Johani 13:34
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy