Sezvazvakangoita kuti Mwari aive nechinangwa chikuru chekuzopedzisira aropafadza vaIsraeri mushure memakore avo 40 murenje, nanhasi, Mwari anogona kuisa matambudziko nezvipingamupinyi munzira yedu yekutenda, asi chinangwa Chake chikuru ndechekukwanisa mweya yedu nekutipa maropafadzo eumambo hwekudenga.
Pasi pano ijeri remweya umo ngirozi dzekudenga dzakaita zvivi zvinouraya dzakakandirwa pasi kuti dzirarame. Ndosaka panyika pano, nguva dzekurwadziwa nekutambura dzichiwanzoitika kakawanda kupfuura dzerugare nemufaro. Kuti adzime zvivi zvevanhu izvi, Mwari akadurura Ropa rake pamuchinjikwa uye akativhurira nzira yekudzokera kuumambo hwekudenga kuburikidza nePasika yesungano itsva, nzira yekuregererwa kwezvivi.
Akakupai mana kuti mudye murenje, chinhu chakanga chisingambozivikanwi namadzibaba enyu, kuti akuninipisei nokukuedzai kuitira kuti zvikuitirei zvakanaka pakupedzisira. Dhuteronomi 8:16
Nokuti Mwanakomana woMunhu akauya kuzotsvaka nokuponesa chakarasika.” Ruka 19:10
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy