Mwari akapa vanhu, avo vakatadza kudenga uye vakadzingirwa panyika, guta rerutiziro, mukana wokugamuchira kuregererwa kwezvivi uye kudzokera kuumambo hwekudenga kubudikidza nemirayiro yake. Nerimwe divi, kutonga kwaMwari kuchauya pamusoro peavo vakaputsa sungano uye vakaizvidza.
Kubudikidza nenyasha dzaMwari chete, vanhu, avo vakatemerwa kufa nekuda kwechivi chavo, vanokwanisa kugamuchira upenyu husingaperi.
Kana Mwari achidzidzisa vanhu nzira yeupenyu munguva yaBaba, nguva yaMwanakomana, uye nguva yaMweya Mutsvene, avo vanouya kuZioni uye vochengeta Pasika yeupenyu, vachitenda shoko rake, vachaponeswa, asi avo vasingatendi shoko rake uye vasingarichengeti vacharangwa pakupedzisira.
Nokuti mubayiro wechivi ndirwo rufu, asi chipo chaMwari chokungopiwa ndihwo upenyu husingaperi muna Kristu Jesu Ishe wedu.
VaRoma 6:23
Izvi zvinoda kutsungirira kwavatsvene vanoteerera mirayiro yaMwari uye vanoramba vakatendeka kuna Jesu.
Zvakazarurwa 14:12
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy