Vanhu vanoita kuda kwaMwari ndivo chete vanokodzera kupinda muumambo hwekudenga. Bhaibheri ishoko raMwari reruponeso kuvanhu vose, rakanyorwa nevaprofita vakasundwa neMweya Mutsvene kuti vanyore kuda kwake. Ndosaka Mwari akarayira kuti tisambofa takawedzera kana kubvisa kubva mumashoko aro.
MuBhaibheri, Mwari anotaurwa nezvake muuzhinji, kwete muumwe, kanenge ka2,500. Uyezve, Bhaibheri rinopupura kuti sezvo mai varipo munyika yemiti nenyika yemhuka dzakasikwa maererano nekuda kwaMwari, saizvozvowo muumambo hwekudenga, kuna Mwari Mai, vanopa upenyu husingaperi, uye kune mhuri yedu yemweya yekudenga.
“ ‘Saka budai mubve pakati pavo uye muzvitsaure,’ ndizvo zvinotaura Ishe. ‘Musabata chinhu chine tsvina, ini ndigokugamuchirai.’ ” “ ‘Ndichava baba venyu, uye imi muchava vanakomana vangu navanasikana vangu,’ ndizvo zvinotaura Ishe Wamasimba Ose.” 2 VaKorinde 6:17–18
Asi Jerusarema riri kumusoro rakasununguka, uye ndivo mai vedu. vaGaratia 4:26
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy