Bhaibheri harisi ngano; ishoko rehupenyu rinobva kuna Mwari, uyo anovimbisa ramangwana revanhu. Kuburikidza nezviprofita zvakapihwa kuna Dhanieri nezvekumuka nekudonha kweumambo mushure meUmambo hweBhabhironi, tsananguro yekushanduka kwemvura uye chokwadi chesainzi senge pasi rinoyangarara muchadenga zvakaratidzwa kuna Jobho makore 3,500 apfuura, tinogona kuziva zvechokwadi kuti Bhaibheri ishoko raMwari.
Apostora Johani akaona vatsvene vaizoponeswa—avo vane mazita akanyorwa muBhuku Reupenyu reGwayana. Nhasi, nhengo dzeKereke YaMwari, dzine mazita akanyorwa muBhuku Reupenyu sezvakataurwa naApostora Johani, dzinozadzisa zviprofita, dzichifadzwa zvikuru nekubwinya kusingaperi kwadzichawana muumambo hwekudenga.
Asi vatsvene veWokumusoro-soro vachapiwa umambo uhu uye huchava hwavo nokusingaperi, hongu nokusingaperi-peri.’ Dhanieri 7:18
Usiku hahuchazovapozve. Havachazotsvaki chiedza chomwenje kana chiedza chezuva, nokuti Ishe Mwari achavapa chiedza. Uye vachatonga nokusingaperi-peri. Zvakazarurwa 22:5
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy