Kereke iyo Jesu akapa ruponeso paakauya pasi pano makore 2 000 apfuura akavamba sungano itsva yePasika, uye Kereke yaipindwa nevatsvene veKereke yeKutanga vakaita saVaapostora Pauro, Petro, naJohane yaive Kereke yaMwari. Zvisinei, musennjuri rechina, mirayiro yaMwari yakabviswa, uye tsika dzechihedheni dzakapinda muKereke. Chiedza cheruponeso chakanyangarika uye Nguva yeRima yakatanga.
Maererano nechiprofita cheBhaibheri, Kristu Ahnsahnghong akatanga Kereke yaMwari muKoria muna 1964 uye akatungamirira Kereke nechokwadi chesungano itsva yePasika maererano neBhaibheri uye nenheyo yevaprofita. Akapupura kuvana vake nezvaMwari Mai, avo vakauya panyika pano kuzoponesa vanhu, achiti, “Petro akatevera Jesu, ini ndinotevera Mai.”
[K]ukereke yaMwari iri muKorinte, kuna vaya vakaitwa vatsvene muna Kristu Jesu uye vakadanwa . . . 1 VaKorinte 1:2
[M]akavakwa panheyo dzavapostori navaprofita, naKristu Jesu pachake iye dombo rapakona. VaEfeso 2:20
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy