Mwari akasika avo vane nyika yekudenga nemwoyo inokoshesa Sabata, Pasika neMitambo Minomwe Munguva Nhatu kuitira kuti vachengete mirairo Yake. Saka, kune vose vanodana kuna Mwari nemiromo yavo asi vachitevera murairo wechimwari chezuva panzvimbo pemurairo waMwari, anovapa yambiro nezvechivi chavo, achiti: “Handikuzivii.”
Kunyangwe nyika yese ikashanduka, chinhu chimwe chete chisingashanduki murairo waMwari. Jesu akachengeta Pasika makore 2,000 apfuura, uye Kristu Ahnsahnghong naMwari Mai vakaichengetawo munguva YeMweya Mutsvene. Kutevedzera muenzaniso wavo nekuchengeta Pasika ndiko kutenda kwakarurama, kwakavakirwa pana Mwari.
“Havasi vose vanoti kwandiri, ‘Ishe, Ishe’ vachapinda muushe hwokudenga, asi uyo chete anoita kuda kwaBaba vangu vari kudenga. Ipapo ndichavaudza pachena kuti, ‘Handina kutombokuzivai. Ibvai zvenyu pandiri, imi vaiti vezvakaipa!’ Mateo 7:21–23
Asi kana munhu akachena uye asiri parwendo akakundikana kupemberera Pasika, munhu uyo anofanira kubviswa pakati pavanhu vokwake … Munhu uyo achatakura zvivi zvake. Numeri 9:13
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy